Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Pages

Breaking News

latest

Sekuru vanondirova magaro

Ndiri musikana ane makore 19 years ndinogara mu Sakubva kwaMutare. Ndaigara kuZimunya asi pandakapedza Form 4 handina kubuda zvakanaka ndak...

Ndiri musikana ane makore 19 years ndinogara mu Sakubva kwaMutare. Ndaigara kuZimunya asi pandakapedza Form 4 handina kubuda zvakanaka ndakabuda ne 2 subjects chete saka Sekuru vakanditora kuti ndinogara navo kwaMutare ndichiedza kuti ndinyorese futi mamwe ma subjects andakafoira. Pave ne 2 months ndabva Zimunya asi muyedzo yandapinda yandikurira.

Sekuru vanondirova magaro
Sekuru vangu ava i brother yamai vangu, uye vane makore 27 uye vane mudzimai wavo watinogara pamwechete naye. Ndakamboona mafirimu evanhu vanokweshana nhova asi handisati ndakamboona munhu anokwesha sasekuru vangu. Vanokweshana nambuya kana ka 4 or 5 times everyday. Kuseni patinopedza kumwa tea vanongobata mbuya ruoko voti “huya ndimbokudzidzisa”. Veduwee mbuya vanokwesha zvekuti vanoswera vakarara vozomuka zuva ratofamba. Last month ndaibika hangu ndobva ndanzwa mbuya vachichemerera ndikati rega ndimbodongorera ndione zvavari kuita sezvo door ravo remubedroom harinyatsovhara. Veduwee sekuru vangu vanoshanda basa mubedroom kwete zvekutamba. Ndakavaona ziya richiyerera nemusana, vakanditarisa mumaziso angu asi hapana chavakataura uye havana kumira basa ravo. Mbuya havana kana kuona kuti ndaidongorera nekuti vanga vari pasi sekuru vari pamusoro pavo.

Handina kana chandakataura ipapo, ndakabva ndangodzoka hangu kobika. Ndinoziva kuti sekuru havana kutaurira mbuya kuti ndakavaona vachikweshana nekuti nambuya tinowirirana rough. Manje dambudziko ravepo nderekuti sekuru last week vakandiwana ndichibika mukitchen ndokubva vandirova kambama kumagaro, ndakango nyemwerera ndikavati “sekuru mune musikanzwa”.Saka chave kundinetsa ndechekuti zvinorevei kundirova kambama kwevakaita kumagaro, veduwe ndibatsireiwo
Disclaimer: The information contained in this website is for general information purposes only.

The information is provided by PaHarare Exptreme using online sources and while we endeavour to keep the information up to date and correct, we make no representations or warranties of any kind, express or implied, about the completeness, accuracy, reliability, suitability or availability with respect to the website or the information, products, services, or related graphics contained on the website for any purpose.

Any reliance you place on such information is therefore strictly at your own risk.


Classic Header