Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Pages

Breaking News

latest

Murume wangu arikurara ne sister yangu

Ndiri musikana ane makore 19 years ndinogara kwaMajange kuMasvingo. Ndine mwana mukomana ane 3 months asi handina murume. Ndakange ndakaroor...

Ndiri musikana ane makore 19 years ndinogara kwaMajange kuMasvingo. Ndine mwana mukomana ane 3 months asi handina murume. Ndakange ndakaroorwa asi ndakasiyana nemurume wangu mushure mekunge tarambana. Murume wangu ndaimuda chaizvo nemoyo wangu wese asi takatadza kugarisana. Hembe dzaka ndaidzigeza, chikafu ndaimubikira zvese zvaiida ndaimuitira. Dambudziko hombe rakatanga mushure mekunge ndave nepamuviri pange pave ne 8 months. Ndakatanga kuita chirwere chekungoda kukwirwa nguya yega yega. Murume wangu akatanga achimbozama chaizvo asi ndaingoti after one hour takwirana ndainzwa kuda zvakare. Murume wangu akambotanga achimwa guchu nemapiritsi kuti awane simba rekunyatso ndikwira asi zvakashaya basa.
Murume wangu arikurara ne sister yangu
Ndakamboshingirira ndichiudza murume wangu kuti asaore moyo nekuti aizama chaizvo kuda kuti ndifare. Ndisati ndave nepamuviri apa taikwirana almost everyday but izvi kana neni zvaitondinetsawo nekuti pakanga pasingaperi one or two hours ndisati ndave kuda kukwirwa. Pamba patinogara imba yatakasiirwa nevabereki vedu vasati vashaya. Pamba apa ndinogara ne sister yangu inovawo ine murume wayo musoja. Pane rimwe zuva sister vangu vakange vasipo uyewo murume wangu akange asipo. Ndinonyatsoziva kuti murume wesister yangu anoda zvevakadzi chaizvo nekuti vanogara vakanetsana nesister yangu nenyaya dzevasikana vake vasingaperi. Ipapo ndainyatsonzwa kuda kurarwa saka ndakaita zvivindi ndokubva ndabvisa hembe dzese ndokubva ndaenda kune musoja ndikamuudza kuti babamukuru ndinoda kurarwa. Shasha yakamboramba-ramba but yakandirova makumbo kwete zvekutamba zviya. Kubva ipapo hatina kuzombomira, takange tooita almost everyday.

Manje ndakaita dambudziko one rekuti murume wangu akaona ma messages mufoni mangu aibva kuna musoja achitaura nezvekukwirana kwatange tichiita. Murume wangu neshungu akaenda kunotaurira sister yangu tikarwa zvakaipa ne sister yangu. Manje chavekunetsa ndechekuti sister yangu ndave ne almost 4 months ndisina kutaura nayo yabva pamba. Murume akabvawo pamba haana kana kuuya kuzoona mwana since pandakazvara. Musoja paakaonawo kuti nyaya yashata akabva atiza. Manje ndini ndega ndasara pamba asi chave kundishungurudza ndechekuti ndakanzwa kuti sister yangu yave kugara kuRujeko nemurume wangu. Handichazivi zvekuita ndapererwa ini, ndibatsireiwo nemazano.
Disclaimer: The information contained in this website is for general information purposes only.

The information is provided by PaHarare Exptreme using online sources and while we endeavour to keep the information up to date and correct, we make no representations or warranties of any kind, express or implied, about the completeness, accuracy, reliability, suitability or availability with respect to the website or the information, products, services, or related graphics contained on the website for any purpose.

Any reliance you place on such information is therefore strictly at your own risk.


Classic Header