Mother-in-law is too demanding I am a wife and working mother of two. We rent a house in Harare where my kids go to school. My mother-in-l...
Mother-in-law is too demanding
Response
Ndinokunzwisisa, Rudo, nyaya yemadzimwene nevaroora ikarega kubatwa zvakanaka inoputsa misha younza matambudziko kuvana nekumhuri. Chekutanga vamwene ngavabvume mumoyo mavo kuti mwana arumuka, he has his own home to run. Kana wakazvara mwana ukachengeta hachisi chikwereti, ikodzero chinhu chinoitwa nemubereki wese. Mai ngavadzidze kugutsikana nezvavainazvo nezvamuri kuvaitira.
Murume wako newe rongai pamwe chete nekuti muwanano mune combined budget.
Ndinokurudzira nyaya yekubudirana pachena mose muripo. Mukaona zvisina kushanda daidzai sekuru, hanzvadzi yaamai, kana mukoma kana munin’ina wavo mokurukura kuitira kuti pasazobuda mashoko ekuti ndakatukwa kana kupumwa. Kurukura nemurume wako kuti aone kukosha kwekushandira vana nekuvarongera ramangwana.
Mai vakakosha asi ngavarege kungotevedzera mafashion nezvakadaro dzimwe nguva hazvisi nyore. Ndinoda kukukorokotedzai nekuchengeta mai kunyange vari kuratidza kusagutsikana, zvamuri kuvaitira mazuva ano hazviitwe nevana vakawanda, keep it up. Nyaya yenyu ngaitange nepekuti ivo mai vane pekugara imi hamuna munotoda kuvaka stand yenyu. Ivo munhu mumwechete imi you are four so she must not be selfish. Last but not least continue to love and assist her.
I am a wife and working mother of two. We rent a house in Harare where my kids go to school. My mother-in-law is a widower, vanemba yavowo in Harare where she keeps chickens. Monthly we buy her groceries and pay her bills, hapana chavanoshaya but her needs are never-ending. She wants to upgrade her sofas, repaint the house, maybe even renovate like the neighbours did, also get a maid and all this my husband is expected to do because izai regondo.
We have our stand isati yatanga kutombovakwa but akutotaura zverenovation yemba yamai vake. It is not fair on me and my kids. My husband doesn’t see emotional blackmail yaanoitwa namai vake. I don’t ever want to come across like I don’t want to take care of his mother but when will we do zveupenyu hweduwo, even save for my children’s education? I feel my mother-in-law is being selfish and manipulative. How do I knock some sense into my husband’s mommy-controlled head? – Rudo, Mabvuku
Mother-in-law is too demanding |
Response
Ndinokunzwisisa, Rudo, nyaya yemadzimwene nevaroora ikarega kubatwa zvakanaka inoputsa misha younza matambudziko kuvana nekumhuri. Chekutanga vamwene ngavabvume mumoyo mavo kuti mwana arumuka, he has his own home to run. Kana wakazvara mwana ukachengeta hachisi chikwereti, ikodzero chinhu chinoitwa nemubereki wese. Mai ngavadzidze kugutsikana nezvavainazvo nezvamuri kuvaitira.
Murume wako newe rongai pamwe chete nekuti muwanano mune combined budget.
Ndinokurudzira nyaya yekubudirana pachena mose muripo. Mukaona zvisina kushanda daidzai sekuru, hanzvadzi yaamai, kana mukoma kana munin’ina wavo mokurukura kuitira kuti pasazobuda mashoko ekuti ndakatukwa kana kupumwa. Kurukura nemurume wako kuti aone kukosha kwekushandira vana nekuvarongera ramangwana.
Mai vakakosha asi ngavarege kungotevedzera mafashion nezvakadaro dzimwe nguva hazvisi nyore. Ndinoda kukukorokotedzai nekuchengeta mai kunyange vari kuratidza kusagutsikana, zvamuri kuvaitira mazuva ano hazviitwe nevana vakawanda, keep it up. Nyaya yenyu ngaitange nepekuti ivo mai vane pekugara imi hamuna munotoda kuvaka stand yenyu. Ivo munhu mumwechete imi you are four so she must not be selfish. Last but not least continue to love and assist her.
- Advertisement -
- Advertisement -
The information is provided by PaHarare Exptreme using online sources and while we endeavour to keep the information up to date and correct, we make no representations or warranties of any kind, express or implied, about the completeness, accuracy, reliability, suitability or availability with respect to the website or the information, products, services, or related graphics contained on the website for any purpose.
Any reliance you place on such information is therefore strictly at your own risk.
- Advertisement -