Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Pages

Breaking News

latest

Ask Auntie Sue: Handigone kunyanga

Auntie Sue: ndini wekunyora kuti handigone kunyenga. Handizivi kuti vanhu vanombotanga vanyatsoverenga here kana kuti kungotanga kunyora vas...

Auntie Sue: ndini wekunyora kuti handigone kunyenga. Handizivi kuti vanhu vanombotanga vanyatsoverenga here kana kuti kungotanga kunyora vasina kuverenga inga ndakati vaskana ndinovada kozvekuti ndiri gay ini ndakataura kuti vaskana ndinovada zvabvepi. Inga ndakarumbidza wani vandakati vane macurves saka kuti umwe azoti ndiri gay zviri kubvepi, munhu ari gay angarumbidza futi vaskana vacho here? 
 
Ask Auntie Sue: Handigone kunyanga

Vazhinji vakati uri confused handishori mafungiro enyu. Ini ndakati uyu musikana ndakamuwana asi zvaiva zvekuti I just wanted a girl friend not kuti I really loved her that much sezvo I had never had one before at that time. Uye ndakati ndaida kumusiya nekuti handinyatsonzwi kumuda. Pandaida kumusiya vacho vandakawana imvana zvandakaona zvisingaiti nekuti ini ndiri mukomana saka ndakasiya. Saka zvekuti confusion zvabvepi. 
Zvekuti hauzivi zvaunoda zvabvepi ini ndakati ndinoda muskana wandinonzwa kuda not zvekumanikidza.
Disclaimer: The information contained in this website is for general information purposes only.

The information is provided by PaHarare Exptreme using online sources and while we endeavour to keep the information up to date and correct, we make no representations or warranties of any kind, express or implied, about the completeness, accuracy, reliability, suitability or availability with respect to the website or the information, products, services, or related graphics contained on the website for any purpose.

Any reliance you place on such information is therefore strictly at your own risk.


Classic Header