Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Pages

Breaking News

latest

Ask Aunrie Sue: Ndibatsirei pabarika

Hie Auntie Sue: Chitupa hapana chakaenda na madzibaba Ish. Ndiri mudzimai ane makore 30 ndiri pa barika me first then an older woman 2nd wi...

Hie Auntie Sue: Chitupa hapana chakaenda na madzibaba Ish. Ndiri mudzimai ane makore 30 ndiri pa barika me first then an older woman 2nd wife. Ndaita dambudziko. Ndanga ndakazvitambira kuti ndizvo zvavepo asi mai ava vakundinetsa. 
 
Ask Aunrie Sue

On Sunday ndakaenda kubhora na hubby so takatorwa mafotos ndikaisa one pa watsapp profile. Ykaita hondo vachipopota hee mukundishainira hee ini u never go out neni hee madays amakandipa mashoma wakadyiswa akataura zvakawanda.Hubby akangoti ini handina kutadzirana nemudzimai wangu saka ndotomufadza nekuti akamira neni thru good times and bad. And its not even the first time she is always shouting ane shanje dzisingaite. Ini hangu ndakanyara Well ini hangu ndafunga mai ava varove pasi. 
Pls ndokumbirawo kana pane anoziva maporofita or anyone who can help me pls. She is now a thorn in my side plus maybe anga pindwa ne pfungwa yekundiuraya. Kana hubby asvika pakuwora moyo naye. Help pls.
Disclaimer: The information contained in this website is for general information purposes only.

The information is provided by PaHarare Exptreme using online sources and while we endeavour to keep the information up to date and correct, we make no representations or warranties of any kind, express or implied, about the completeness, accuracy, reliability, suitability or availability with respect to the website or the information, products, services, or related graphics contained on the website for any purpose.

Any reliance you place on such information is therefore strictly at your own risk.


Classic Header