Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Pages

Breaking News

latest

Murume wangu arikurara neshamwari yemwanasikana wedu

Ndiri mudzimai ane makore 45 ndinogara ku Chitungwiza. Ndave ne 22 years ndaroorwa nemurume wangu anove ane makore 47 years. Pamakore ese ...

Ndiri mudzimai ane makore 45 ndinogara ku Chitungwiza. Ndave ne 22 years ndaroorwa nemurume wangu anove ane makore 47 years. Pamakore ese aya ataroorana nemurume wangu hatina kana kumboita dambudziko mumba medu. Nguva zhinji taiti kana tikakanganisirana taigadzirisana tega pasina kana vamwe vanhu. Taidanana zvaifadza chaizvo kusvika mashura andakaitirwa nemurume wangu gore rino. Tine mwana wedu musikana ane makore 18 years aiwirirana chaizvo ne best friend yake inonzi Regina anova ari same age nemwana wangu.

Murume wangu arikurara neshamwari yemwanasikana wedu
Vasikana ava vakange vasingasiyane, pese pavanenge vari vanenge vari vese. Dzimwe nguva Regina aitorara pamba pedu. Last month ndakangotanga kuona ma changes pamurume wangu. Akanga asingachafariri zvekuti tikwirane. Savanhu vatikureiwo taisangana pabonde at least 3 or 4 times per week. Manje kubva last month pamwe svondo rese raipfura pasina kana kumbokwirana sababa namai. Zvakatanga kundishungurudza mumoyo sechinhu chandanga ndisina kujaira kugara ndisingararwi kwenguva refu yakadai. Murume wangu akandiudza magaramoyo chaiwo last month mushure mekunge ndamubvunza kuti chiiko chaizvo chakange chonetsa mushure mekunge tagarisana kwenguva refu yakadai. Murume wangu haana kana kuda kumbovanza akangondiudza kuti akange afunga zvekuroora mumwe mudzimai asi akaramba kundiudza kuti mudzimai wacho waaida kuroora ndiani.

Kupera kwaMay iyeye ndakaitirwa mashura chaiwo. Murume wangu akandiudza kuti mainini anova mukadzi wake wechipiri akanga achizouya kuti tizogora tese. Handina kuita nharo kana kumupikisa, zuva ravekunovira ndakanzwa kugogodza pa door. Ndakasimuka kuti ndinotarisa kuti ndiani, wanike ndi...


 KANA MUCHIDA KUPEDZISA KUVERENGA NYAYA IYI BAYAI LINK IRI PAZASI APA !!!
Disclaimer: The information contained in this website is for general information purposes only.

The information is provided by PaHarare Exptreme using online sources and while we endeavour to keep the information up to date and correct, we make no representations or warranties of any kind, express or implied, about the completeness, accuracy, reliability, suitability or availability with respect to the website or the information, products, services, or related graphics contained on the website for any purpose.

Any reliance you place on such information is therefore strictly at your own risk.


Classic Header