Ask Auntie Sue: No child in my marriage Hie hide my id & notify me when yu post. lm 25 yrz ndane makore3 ndarorwa asihandina mwa...
|
Ask Auntie Sue: No child in my marriage |
Hie
hide my id & notify me when yu post. lm 25 yrz ndane makore3 ndarorwa
asihandina mwana ndinedambudziko remamiscariage ndaedza zvese asi
zvirikuramba last miscariage yakaitika ndiripa bainz ndichitodakuona
gyner ndabvakumba ndichi bleeder zvinenge zvemweya wetsvina
ndakasvikapakunetsana nashewe vakuhura nemunin'ina weshamwari yangu
nevamwe vasikana vekubasa musoja takazonetsana last year nvmbr pabonus
atambira bvaatora mari yese akananga kumusha kunamai vake akandisiya
ndisina chinhu ndakamunyararira kusvika nxtpay yadec akaviga mari
bvandaiona ndikaitora angaakaronga kuipa hanzvadzi yake ibhadhare
xoolfiz ndakaramba nayo nekuti angaabva kuendesa bonus yese kumusha ini
ndaitengesa ndakapinda biz kutenga chikafu mumba tete vakafonera mai
kumusha ndavanyima mari , mai ndokundifonera vachindituka ndakatadza
kuzvidzora ndakavapindura after3mntz takazonyanyo netsana nehuby then
ldecided to live lm in SA now&akabva asara achitizirwa tane6mntz
tarambana nhasi hamadzake dzaendakumba kwedu kunotaurira kuti ndiuye
kuzotora midziyo ini ndakatora maplates & pots nemablanket hembe
dzangu zvandakatenga nemari yangu mudziyo mihombe ndakaSiya handichina
basa nayo ivo vakutya ngozi paStove nebed nezvimwewo zvandakasiya
ndoitawosei varikundinetsa
Disclaimer:
The information contained in this website is for general information purposes only.
The information is provided by PaHarare Exptreme using online sources and while we endeavour to keep the information up to date and correct, we make no representations or warranties of any kind, express or implied, about the completeness, accuracy, reliability, suitability or availability with respect to the website or the information, products, services, or related graphics contained on the website for any purpose.
Any reliance you place on such information is therefore strictly at your own risk.