Makadii vedare mose. Pliz Auntie Sue hide id. Ask Auntie Sue: My Ex! Ndine 24 years boyfriend 28 akaroora ex yake last year tichidana...
Makadii vedare mose. Pliz Auntie Sue hide id.
Ask Auntie Sue: My Ex! |
Ndine 24 years boyfriend 28 akaroora ex yake last year tichidanana atorambwa kwaanga aroorwa bcoz of miscarriage then ex yakaita 2 miscarriages between June last year and March this year mukomana uyu anoti pakaita this problem owuya kwandiri for comfort coz wife yake inoti ndakuenda kuSA to refresh but akazozvibata kuti she was going to meet her former husband saka akati ndaku divorcer akuda inini. Mubvunzo wangu ndewekuti vanhu vacharambana zvachose here kana kuti vanovengana after miscarriage vozowirirana ini barika handidi ndomupa nguva here pamwe vanodzokerana kana kuti ondiroora coz ndaneta nema heartbreak from him. Miscarriage inorambirwa munhu here kana kuti vane mamwe maissues coz mwana anobva kuna mwari ini ndogona kutadza kumuitawo ndaendako pliz answer any of my questions coz ndabvunza zvakawanda nid help m confused thank u musanditukawo pliz handina imba yemunhu yandaputsa i wl decide after maadvice enyu.
- Advertisement -
- Advertisement -
The information is provided by PaHarare Exptreme using online sources and while we endeavour to keep the information up to date and correct, we make no representations or warranties of any kind, express or implied, about the completeness, accuracy, reliability, suitability or availability with respect to the website or the information, products, services, or related graphics contained on the website for any purpose.
Any reliance you place on such information is therefore strictly at your own risk.
- Advertisement -